Used in other entries
“Gosha munhu ane unyanzvi pakuita chimwe chinhu, uye aine kakuzvida pakuita chinhu ichocho.”
from gosha“mhindu Idzi injere kana unyanzvi hokukwanisa kuita zvinhu zvinoita kuti munhu akwanise kubuda panenge pakashata.”
from mabhindauko“Kuti miningu miningu kuruka kunoratidza unyanzvi.”
from miningu miningu“Umhizha unyanzvi pabasa rokupfura simbi kuita matemo, mapfumo, mapadza nezvimwewo.”
from umhizha“Kana uchi dzenda-dzenda unenge uchiveza zvisina unyanzvi, uchingotema- tema muti.”
from -dzenda-dzenda“Kuti miningu miningu kuruka kunoratidza unyanzvi.”
from miningu miningu