DuraMazwi
Browse Words
Words

tsoro

Shona Definition

Tsoro mutambo unotambwa nemabwe kana zvimwewo zvinhu zvinenge zviri muzvikomba kana mumitsetse. Tsoro ishiri inotaridza munhu panenge pane uchi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries