DuraMazwi
Browse Words
Words

shwiro

Shona Definition

Shwiro ruzivo rwokuita zvinhu nokuda kokuti munhu akura ari mazviri. Kana vanhu vachitamba tsoro ikasvika pa shwiro inenge yasvika pakaoma.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.