Browse Words
Shona Definition
Ku tsotsa kumwisa tubodzwa twakawanda chaizvo kupfuura boka ramunenge muchikwikwidzana naro pamutambo. -tsoka . Ku tsotsa kubira vanhu zvinhu zvavo nedzimwe nguva, uchiita sokunge unoda kuvabatsira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.