DuraMazwi
Browse Words
Words

tsere

Shona Definition

Tsere chipuka chidiki chinofarira kudya uchi. Tsere kuita kuti munhu ashaiwe zvinhu zvakamukodzera, nokuda kokuve negodo naye. mutande

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries