Used in other entries
“Ichi chibvumirano chaunobhadharira kuti uzowana rubatsiro kana pava nedambudziko kana kuti paitika tsaona.”
from inishuwarenzi“Chirwirangwe kuita muonerapamwe pabasa kana kudzivirira tsaona.”
from chirwirangwe“Izvi ndezvinoshandiswa kuti usawire mupfumvu yokurwara kana imwewo tsaona.”
from rudziviriro“Kana munhu akati pfizu anenge achiita semunhu afa, zvikuru mumashure mokuita tsaona nekukuvara, kana kuti aona zvinhu zvinovhundutsa.”
from pfizu“Njodzi idambudziko kana tsaona inenge yawira munhu kana vanhu.”
from njodzi“Kana shamwari ikawira tsaona, imwe shamwari inosuwa nazvo.”
from Panotyoka gumbo / ziso rinobudisa misodzi