DuraMazwi
Browse Words
Words

pfizu

Shona Definition

Kana munhu akati pfizu anenge achiita semunhu afa, zvikuru mumashure mokuita tsaona nekukuvara, kana kuti aona zvinhu zvinovhundutsa. Kana munhu ati pfizu anenge anyatsoguta mushure mokudya. kashu, kusha kusha, ngu ngu ngu .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.