Used in other entries
“Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi.”
from mareyamhuru“Ku hwihwidza kuchema kunoita munhu afirwa nehama yake kana kuwirwa neimwewo njodzi.”
from -hwihwidza“njodzi”
from nyatwa“njodzi”
from ngozi“Uyu mukadzi mukuru kana chembere, inobatsira madzimai kuti asununguke vana zvisina njodzi mukati.”
from nyamukuta“Kana wa svinura unenge wangwarira njodzi ingangokuwira, kana kuti ingawira vamwe.”
from -svinura