DuraMazwi
Browse Words
Words

-soka

Shona Definition

Kana uchi soka mwana chikafu, unenge uchiramba uchimupa kudya. Kana uchi soka unenge uchifurira munhu kuti aite zvisina kunaka. Kana uchi soka nhumbi unenge uchidzigarisa kwechinguva mumvura ine sipo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.