Used in other entries
“Kana uchi dududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.”
from -dududza“Kana munhu achi dagaira anenge achifamba akaisa dumbu mberi, musoro uchinge wakarerekera shure zvine kuzvida mukati.”
from -dagaira“ANTONYMS shure 17a.”
from mberi“Iri izwi rinoshandiswa kudaidzira kuti mombe dzitenderere dzidzokere shure, kana dzasvika kwakaperera muforo, pamunenge muchirima negeja.”
from komu“Chikweya imombe inenge ichisarira shure pakurima.”
from chikweya“Ku simbaradza kukurudzira munhu kuti asadzokere shure pane zvinenge zvava kumunetsa.”
from -simbaradza