Browse Words
Shona Definition
Ku shuridzira kuita zvinhu zvisinganzwisisiki, sechiratidzo chokuti kungangoitika zvimwe zvinhu zvisina kunaka mberi. -tsurudzira . Kana uchi shuridzira unenge uchitamba nezvinhu zvisina kunaka, uchirevera umwe munhu, zviri zvinhu zvinotogonawo kumuitikira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.