Used in other entries
“Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.”
from nyare“Uyu munhu anotaura nekudzidzisa shoko raMwari kuvanhu mudzichechi, kana dzimwewo nzvimbo dzinoungana vanhu.”
from muparidzi“Mubvuvi munhu anoparidzira vamwe shoko raMwari.”
from mubvuvi“Munyai munhu anotumwa nemuroori kuti anosvitsa shoko rekuroora kuvabereki vemukadzi, zvese nekuendesa pfuma yacho, nekuzofambira zvimwewo zvinenge zvazonetsa mukugara kwevaroorani.”
from munyai“Kana uchi tambira shoko unenge uchiudzwa mashoko abva kune mumwe munhu.”
from -tambira“Ukaona paanobvuma kutsveta shoko rake kana kuti chinhu chaanodisa, panotambwa rumbo rusina anobvumira.”
from Panotorerwa chirume demo / panosara matsunetsune