Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anotaura nekudzidzisa shoko raMwari kuvanhu mudzichechi, kana dzimwewo nzvimbo dzinoungana vanhu.
English Translation
This person speaks and teaches the word of God to people in churches, or other places where people gather.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Muparidzi akati ngatisarudze upenyu, tisiye rufu.”
from -sarudza“Kana muparidzi achi shumaira anenge achiparidza zvinobaya moyo.”
from -shumaira