Used in other entries
“Ku katana kusungana-sungana kunoita shinda kana ngoi, kana zviya yarukwa ichiputunuka yakarebesa panguva imwe chete.”
from -katana“Ku katanura kusunungura shinda kana tambo kana cheni kana chimwewo chinhu chinenge chakasungana-sungana.”
from -katanura“shinda”
from chinda“Mutsago kasimbi kanomonerwa shinda, yozoiswa pazasi pemushini ichibatana neshinda yepamusoro, mushini wozosona.”
from mutsago“Mushinda kamuti kadiki kanorimwa, kanopa vana vachena vanogadziriswa shinda.”
from mushinda“Kuti monere kutenderedza shinda pachimuti kana pachibhobhiri.”
from monere