Browse Words
Shona Definition
Kana uchi katanura nhumbi dziri pamuviri unenge uchidzibvisa iwe wosara usina chawakapfeka. -kumura . Kukatanura kubvisa chinhu chakayanikwa kana kuti chakapaikira pawaya kana paminzwa. Ku katanura kusunungura shinda kana tambo kana cheni kana chimwewo chinhu chinenge chakasungana-sungana. - mononora ."
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.