Ku shinga kuramba uchiita zvinhu zvinenge zvakakuomera kuita. Kudzidza haisi nyore, kunotoda kushinga. -shivirira, -vangarara, - tsungirira, -shirira, -tsunga .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.