Browse Words
Shona Definition
kana kutandarira vanhu vachinwa zvavo. Uchasvika kurirabhu here nhasi manheru?"
English Translation
ko bhora wava kutambira kirabhu ipiko mazuvano? Kirabhu inzvimbo inoshandiswa nenhengo kana sangano kuitira mitambo yakasiyana
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Mbavha yakapedzisira yadura shamwari dzayo dzose kumapurisa.”
from -dura“Haungonditi kwenu here, nhai shamwari, pari kuvava musoro wangu apa?”
from kwenyu“Paakabirwa mari yake nekoronyera yaaigara nayo, akakungura kuti dai akaziva akateerera shamwari dzake dzaigara dzichimuruma nzeve.”
from -kungura“Shamwari, weti yanga yandikiya.”
from -kiya“Asi wanga watondikanganwasu, nhai shamwari?”
from -kanganwa“Kazhinji munhu waunodisa kuti ave shamwari yako ndiye waunoona achikusema.”
from Apo mwoyo ungoda / gwanza harisviki.