Used in other entries
“Chita iboka kana sangano ravanhu vanenge vaine zvinoitwa pamwe chete.”
from chita“Iri izita rinoreva sangano resvondo.”
from chitendero“Komiti chikwata chevanhu vanenge vakasarudzwa kutungamirira sangano.”
from komiti“Uyu mushandi anoita basa rekunyora zvinhu zvepakambani kana sangano.”
from mabharani