Used in other entries
“Njese ibanga kana sanhu rinenge risina chimubato.”
from njese“Kana munhu achi sanha anenge achishandisa badza kana sanhu, achitema zvine simba.”
from -sanha“Unogona kuvanda huni uchishandisa sanhu.”
from -vanda“Kuti tika kunyudza pfumo kana sanhu munyama.”
from tika“Atemera sanhu padombo rikagoma.”
from -goma“Kuti tika kunyudza pfumo kana sanhu munyama.”
from tika