Used in other entries
“Daka ruvengo rwakadzama, rusina mugumo pakati pavanhu, rwokutsividzana zvavanenge vakanganisirana.”
from daka“Pfudzo ruvengo nemakakatanwa anouya pakati pevanhu, nekuda kwekuti pane chinenge chaita kuti vasawirirana, zvikuru shanje.”
from pfudzo“ruvengo”
from tyangire“Uku kusawirirana pakati pevanhu vakawanda kunokonzera ruvengo.”
from manyongori“Nhubu munhu ane mabasa akaipa, anokonzera ruvengo pakati pevanhu.”
from nhubu“Vamwe vanhu havaratidzi ruvengo rwavo pachena asi vanorutaridza kuzvinhu zvomuridzi.”
from Kudzinga imbwa yomuna / kudzinga tenzi wayo.