DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kudzinga imbwa yomuna / kudzinga tenzi wayo.

Shona Definition

Kana munhu akaona zvinhu zvake zvichivengwa anoziva kuti kana iye haasiri kudiwawo. Vamwe vanhu havaratidzi ruvengo rwavo pachena asi vanorutaridza kuzvinhu zvomuridzi.

English Translation

Driving away a man's dog is the same as driving away the man himself. People often air their dislike of someone indirectly, by treating his belongings with contempt, and the owner reads it accordingly.

Cultural Context

“Reflects the Shona sensitivity about dogs, whose ill-treatment is felt as a personal insult to their owner.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Kutanda imbwa yomukuwasha / kudzinga muridzi wayo

Chasing off a son-in-law's dog amounts to chasing off the son-in-law himself. An insult to what belongs to a person is an insult to the person.