Used in other entries
“Uyu munhu, kunyanya mwana mudiki, anenge achiramba akatarisa munhu mukuru, asi kutarisa uku kusina ruremekedzo mukati.”
from nhetsameso“Iyi imhere yekufara inoridzwa nemadzimai vachiratidza rufaro, ruremekedzo kana rutendo.”
from mupururu“ruremekedzo”
from rukudzo“Baba izwi rinoshandiswa kupa ruremekedzo kumunhurume wese wechikuru.”
from baba“Kunyangwe munhu akafara sei ngaaregere kukanganwa kupa ruremekedzo kuvakuru.”
from Uti fare-fare tindike / vakuru igomo“Munhu mukuru anotopiwa ruremekedzo navake, pasinavo, hapana angambomukudza.”
from Huru ingokudzwa ngedzayo.