DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Huru ingokudzwa ngedzayo.

Shona Definition

Munhu mukuru anotopiwa ruremekedzo navake, pasinavo, hapana angambomukudza. Saka, haafaniri kudadira vanhu vako.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.