Used in other entries
“Gungudzo kukumbira ruregerero kana kanganwiro.”
from gungudzo“Izwi iri rinoshandiswa kuregerera munhu anenge akutadzira, akakumbira ruregerero kana kungobvumirana nezvataurwa.”
from hebo“Ndapota izwi rinoshandiswa kana munhu achikumbira rubatsiro kana ruregerero, akazvininipisa.”
from ndapota“ruregerero”
from kanganwiro“Kana munhu achitanda botso anenge achifamba achikumbira vanhu chikafu chakaita sezviyo kuti abike doro rekukumbira ruregerero kune mubereki, kunyanya amai, akafa kana mupenyu, waanenge akatadzira.”
from botso“Munhu anoteterera akafugama achikumbira ruregerero anofanira kuregererwa nokuti izvi zvinoratidza kuti munhu wacho atya.”
from (Mombe) yavovora / yatya kubayiwa