Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achitanda botso anenge achifamba achikumbira vanhu chikafu chakaita sezviyo kuti abike doro rekukumbira ruregerero kune mubereki, kunyanya amai, akafa kana mupenyu, waanenge akatadzira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku tanda botso kutetereka nenyika kunoita munhu, achipemha zviyo nesaga, zvokuti aripe kurova vabereki kwaakaita.”
from -tanda botso