Ku rura kuda kudya nehasha zvinoita zvikara. Nguva yechirimo mapere anorura. Ku rura kuita zvinhu uchipfurikidza mwero. Baba vake vanorura kuda vakadzi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.