Used in other entries
“Gwangura rupiza rwose muhadyana ugoisuka.”
from -gwangura“Ku nombora kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.”
from -nombora“Kuti nombo kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.”
from nombo“Ku bwirubura kudya rupiza uchiratidza kukara.”
from -bwirubura“Uku kudya kunoita vanhu zvinhu zvakaita sederere zvinhu zvakaita sederere kana rupiza, vasinganyatsopani mukana wekudya, vachingoita watora watora.”
from gamburaakambura“Kuti nombo kutora zvinhu zvakaita sedovi, rupiza kana uchi uchishandisa chigunwe chimwe chete.”
from nombo