Browse Words
Shona Definition
Ku gwangura kutora zvinhu mumudziyo uchibva wapedza zvese. Gwangura rupiza rwose muhadyana ugoisuka. Ku gwangura kupedza nhomba kana havi yokuda kudya chinhu nekudya chinhu chacho. Ndatogwangura zvandadya nhindi yenyama yawandipa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.