Used in other entries
“Kana uchi pfukusa munhu unenge usingamupi nguva yokuti awane rugare.”
from -pfukusa“Uhu upenyu hune rugare, runyararo nerudekaro.”
from udendemaro“rugare”
from kovho“Dzimwe nguva pamusha kana kuti pane imwe nzvimbo pangaratidza sopane rugare norunyararo asi pane bishi nokusawirirana pakati pavanhu.”
from Chakafukidza dzimba / matenga“Kugumisa chinhu chinenge chichifurutsa rugare rwavanhu kuita zvimwe zvinochitadzisa kubudirira.”
from Chin'anga chinyepi / kuchitevedzera“Uya anongotambarara makumbo achifunga kuti rugare ruchamuvinga hapana chaanowana nokuti haadi kutsungirira.”
from Atapatira ada zhengeni / agara pfunde ada musoro