DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfukusa

Shona Definition

Kana nhuta ichi pfukusa inenge ichichera mwena muvhu zvishoma zvishoma, kusvika wakura. Ku pfukusa moto kutora danda, wobaya mamwe matanda arimo kuti ugonyatsopfuta. Kana uchi pfukusa munhu unenge usingamupi nguva yokuti awane rugare.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.