DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Atapatira ada zhengeni / agara pfunde ada musoro

Shona Definition

Munhu anenge azvipira kuita kana kutsvaga chinhu zvinoreva kuti anotoramba musha achishingirira kuchiwana. Uya anongotambarara makumbo achifunga kuti rugare ruchamuvinga hapana chaanowana nokuti haadi kutsungirira.

English Translation

Someone who really wants something commits himself and takes risks to get it, while the one who lounges about waiting for comfort to come to him gains nothing. Nothing is achieved without courage and staying power.

Cultural Context

“Said to urge effort and determination on someone who expects results without exerting himself.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.