Used in other entries
“Gumiso rezvauri kuita rufu.”
from gumiso“Nyadzi dzinokunda rufu.”
from nyadzi“Kuti ndindindi kuzara kunoita imba nevanhu vanenege vakaungana, panzvimbo inenge chechi kana pamba pane rufu.”
from ndindindi“Muchindwi rudzi rwemuti unomera pane mvura kana mugure, une mashizha anoshandiswa paPasika nemaKristu kurangarira rufu rwaJesu.”
from muchindwi“Muparidzi akati ngatisarudze upenyu, tisiye rufu.”
from -sarudza“ANTONYMS rufu Upenyu zvinhu zvaunoona nekusangana nazvo pakurarama kwako.”
from upenyu