Used in other entries
“Kana uchinyora rondedzero, unofanira kushandisa zvirevo zvizere nguva dzose.”
from chirevo“rondedzero”
from nhoroondo“Ku gamha kukanganisa munhu anenge achitaura uchipindura asati apedza rondedzero yake.”
from -gamha“Munhu haakwanisi kuona zviri kumusana kwake nokudaro kana aine mbare hakuna rondedzero yadzo ingamugutsa.”
from Chitaurirwa / mbare dzokumusana