DuraMazwi
Browse Words
Words

-ronga

Shona Definition

Ku ronga kunyatsogadzirisa zvinhu, kuti zvifambe kana kumira zvakanaka. Takaronga zvitinha zvakauya nerori paseri pemba apo. Ku ronga kutarisa kuti uchada kuzoita zvipi munguva ichatevera, uchitarisa zvichatanga nezvichapedzisira. Tiri kuronga kuenda kumusha mangwana tapedza basa.

English Translation

To plan is to properly organize things, so that they go or stay well. We arranged the bricks that came by truck on the side of the house over there. To plan is to consider what you will do in the future, looking at what will start and what will end. We are planning to go home tomorrow after finishing work.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.