Used in other entries
“Ndinoda kudzidza kuti ndigove nebasa rakanaka.”
from -da“Ku komborera kuita chinhu, kana kutaura, kana kufunga kunoita kuti wacho anenge achizviitirwa ave nerombo rakanaka, kana kuti zvinhu zvimunakire.”
from -komborera“Kana bhatiri rakanaka, motokari kwayo inongoti kamwe chete kehee-, yatomuka.”
from keheeheehe“Ukasarima paguunwa unoita goho rakanaka.”
from guunwa“Mubozhi munhu ane rombo rakanaka.”
from mubozhi“Kana munhu aka pfumbira anenge achiratidza kuti ganda remuviri wake rakanaka, uye anodya achiguta.”
from -pfumbira