DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfumbira

Shona Definition

Kana munhu aka pfumbira anenge achiratidza kuti ganda remuviri wake rakanaka, uye anodya achiguta.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.