Used in other entries
“Kana uchi danhika unenge uchisimuka nenhanho imwe chete pfupi uchibva paunenge uri uchienda pamwewo.”
from -danhika“Ku dimbudzira kufamba nenzira yakaita pfupi, inoita kuti ukasike kusvika.”
from -dimbudzira“Kuti dori dori kumanya kunoita munhu nenhanho pfupi.”
from dori dori“Kuti mbaimbai kureva nguva pfupi inotevera.”
from mbaimbai“Uku kuita basa rakawanda nekukasika panguva pfupi.”
from hachakacha“Ku gwanda kutora nzira pfupi uchisiya refu pakuenda pane imwe nzvimbo kana kuita rimwe basa.”
from -gwanda