DuraMazwi
Browse Words
Words

-danhika

Shona Definition

Kana uchi danhika unenge uchisimuka nenhanho imwe chete pfupi uchibva paunenge uri uchienda pamwewo. Vanhu vaifamba vachiita zvokudanhika napamatombo kuti vasawira mumachakwi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.