Browse Words
Shona Definition
Ku gwanda kutora nzira pfupi uchisiya refu pakuenda pane imwe nzvimbo kana kuita rimwe basa. Ku gwanda makasi kuasanganisa-sanganisa, ari pasi oiswa pamusoro, epamusoro pasi, zvichingodaro. Ukagwandirwa makasi neane mushonga, manhenda kuhwinha. - chokocha .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.