Used in other entries
“Uku kutorwa pfungwa nezvimwe zvinhu, zvokuti unopedzisira usisiri kufunga kuti ndizvo zviri kuitika.”
from chiyeverwa“Ku dhaka kukanganisa pfungwa kunoitwa nedoro kana nembanje kana nezvimwewo zvinokora.”
from -dhaka“Uyu munhu ane pfungwa dzisina kukwana, anomboita seanopenga.”
from chipukupuku“Uku kurwa kusina pfungwa kwokungokanda zvibhakera zvisina kunangiswa.”
from chipuripuri“Chinhu chakanaka kuti vanhu vawane dandadzo kuti pfungwa dzimbofaranuka.”
from dandadzo“Kuti dhu-u kurangarira nhamo dzako wakanyarara uye wakadzamisa pfungwa.”
from dhu-u