DuraMazwi
Browse Words
Words

-dhaka

Shona Definition

Ku dhaka kukanganisa pfungwa kunoitwa nedoro kana nembanje kana nezvimwewo zvinokora. -kora . Kana munhu aku dhaka unenge usisamufariri nokuda kwamaitiro ake asingakufadzi. Murume wokugarondikumbira mari akazondidhaka nokusadzosa chikwereti kwake. -finha .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.