DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfunhanisa

Shona Definition

Ku pfunhanisa kushandisa muswe kana maoko kusasa mvura pane chimwe chinhu. -sasa, -mwaya . Ku pfunhanisa kutaura manyepo pamusoro pomumwe munhu, kuti vanhu vamuvenge uye kuva nepfungwa dzakashata maererano naye.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.