Shona Definition
Kuti pfumbu kusumuka kunoita huruva nokuda kwechamupupuri kana zvimwewo zvinhu zvinokwanisa kurisumudza, zvakaita semotokari, ichifamba pasina tara. Kuti pfumbu kurara zvakanyanyisa semunhu afa. Kana uchiti pfumbu unenge uchiburitsa pachena zvinhu zvanga zvakavanzika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Dhunukwa imhuka yomudondo pfumbu, inogara pedyo nenzizi, inowanzofamba nedzimwe dzakawanda.”
from dhumukwa“Mvumba imhuka yemusango yakaita pfumbu muruvara, inogara iine dzimwe dzayo kana kugara yakasangana nedzimwe dzakaita sechengu.”
from mvumba“pfumbu .”
from pfumburu“Guwe ishiri pfumbu ine zhumu pamusoro payo, inowanzodya michero netupuka tudiki, uye inowanzowanikwa munzvimbo dzakaoma.”
from guve“Hwiriti ishiri pfumbu yerudzi rwenjiva inofarira kudya chakata.”
from hwiriti“pfumbu .”
from pfumburu