Browse Words
Shona Definition
Ku pfirida kuzama kutevedzera munhu pane zvaanoita kana matauriro ake, asi nenzira inomudzikisa chimiro chake. Kana uchi pfirida munhu unenge uchitaura zvinhu zvakashata, zvinotsamwisa, uye zvisingawanzotaurwa pazere vanhu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.