DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfirira

Shona Definition

Ku pfirira kuisa uswa padenga remba, uchisungira pambariro nenhungo kuti mukati musanaye. Ku pfirira kutungira mashizha komuti, uchibva wapfumvutira.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.