Used in other entries
“Gungutsva idota rinowanikwa panenge patsva sango.”
from gungutsva“Ku mutsidzira kuvaka patsva chivakwa changa chapazwa kana kukanganisika.”
from -mutsidzira“Ku undukura kudzvara patsva, musure mokunge zvokutanga zvaramba kumera.”
from -undukura“Ku dzora chipfeko kuchipendera patsva kuti chiite chidiki pane zvachanga chiri pakutanga.”
from -dzora“Kana imba yagarisa isina kupendwa patsva, mafufunurwa ependi yekare anotanga kukwatuka ega.”
from fufunurwa