DuraMazwi
Browse Words
Words

-paradza

Shona Definition

Ku paradza kubvanganyura zvinhu zvinenge zvakaita chitutu kana murwi kuti zvipararire. Akaparadza murwi wendove mumunda. -paradzira . Kuparadza kutambisa kana kuuraya zvinhu zvine basa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.