Used in other entries
“Bhenzini ndezvinenge parafini zhinoshandiswa kusuka zvinhu zvisingakwanisi kana zvisigafanirwi kusukwa nemvura.”
from bhenzini“Kuti gabhu kubaka zvine simba, asi zvisina chifungidziro, kunoita uswa kana chinhu chaiswa parafini.”
from gabhu“Ichi ndicho chinokonzera kuti mwenje upfute kufanana nezvinoita parafini.”
from chibviriso“Kuti gabhu kubaka zvine simba, asi zvisina chifungidziro, kunoita uswa kana chinhu chaiswa parafini.”
from gabhu