Browse Words
Shona Definition
Ku paramura kutanga basa guru raunozotadza kupedza. Akaparamura mhosva paakapa mwana wavaridzi pamuviri. Ku paramura kugona kurova zvakanaka pawanga uchida chaipo. Ku paramura kushunya nenzara.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.