Browse Words
Shona Definition
Kana uchi pangura unenge uchibvisa zvinhu mukati mezvizhinji. Kana uchi pangaura unenge uchiparadzanisa zvinhu zvanga zviri pamwe, uchigovera vanhu kana kuzviisa panzvimbo kana mumidziyo yakasiyana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.